How RGM Charmed His Love

On her 50th birthday anniversary, President Mugabe serenaded her with romantic prose; the same priceless lines Mark Antony used to describe beautiful Cleopatra

Brian Chitemba 
That wit and charm extracted a smile from First Lady Amai Grace Mugabe whose disposition, no doubt, mirrored Cleopatra’s as she basked in petals of love.

The President turned the style a notch higher two years later, revealing he fell in love with Amai Mugabe not just because of her beauty, but her intellectual capacity, too.

At Amai Mugabe’s sister Mrs Junior Gumbochuma’s birthday party on July 22, 2017, President Mugabe related how he came across his beautiful rose after his late mother, Ambuya Bona Mugabe, made it no secret that she wanted to see and hold grandchildren.
How RGM Charmed His Love
He said, “Nhamo (President Mugabe’s son with Amai Sally Mugabe) akangoshaya ane makore matatu. Zvino mai vakange vasingandiudzi ini; vaiudza vasikana kuti, ‘Chokwadi zvino ndofa ndisina kubata mwana waBellarmine?’ Vainditi Bellarmine. “Vasikana, vanaSabina, vaindiudzawo kuti ishungu yaamai…Zvino ndakazozvifunga ndikati ini ho-o, kana iniwo shungu iyoyo ndinayo, yaamai vako vakakuzvara.”


President Mugabe looked no further than his office in his search for a wife.

“Ahh, ini handina kumboyenda kure kure. Ndakangotarisa vasikana vaive muoffice, ndichivayerawo. Handisi munhu asina maziso. Ndakangoti ahh, hongu kungave nevatsvene vakanaka pameso. Asi regerai ndiwone pabasa ravanoita kuti ndeupi anenge ane njere kupfuura vamwe.

“Ahh, handina kumbomuudza kuti ndomayerero andakaita. Ndaivadzidzisawo. Ndaivapa basa rokunyora maexercises. Zvino ndaiwona pachirungu chacho kuti ndeupi ari nani. Vaityora chirungu.

Chero neivava vaityora, asi anga asingatyore zvakanyanya. Ndichitiwo ndeupi anofundisika, ane njere? Saka vese ndaivati mese ndinoda kuti mufunde, muyenderere mberi, and vose iye zvino hapana asina degree.”

President Mugabe continued, “Asi ava vakabva vapfurikidza kuti vaite degree ravo rekutanga rechiChina. Chizere; vanokwanisa kutaura Chinese. Ndokuzoita doctorate. Ahh, ndakambofunga kuti vangaikwanise?

Research ichidiwa, yakawanda. Saka, kunze kwerubatsiro rwavaipihwa nemasupervisors avo vepaUZ, iniwo kumba ndaikwanisa kuvabatsira pakati kuti. Ahh, ndikanzwa malecturers vachiti she is a wonderful student. Mudzimai wenyu; very intelligent.”
The President revealed how he paid the bridal price.

“Tisati tasvika ikoko, tisati tambodanana, haungoti kana wawana wobva wati huya kumba, aiwa. Tine culture, tine tsika. Ndikati ndoyenda nokupi? Mazuva iwayo ndakange ndisingade kuti zvizivikanwe. Ndine vazukuru, vana vaSabina; ndovandakaudza kuti ahh, vakomana. Ndada musikana uyu. Toita sei?

“Leo Mugabe nedangwe raSabina. . .ndakati ndimi moita basa vakomana. Chifambai muyende kuvabereki munoti tiri kutsvaga sadza. Tada mwana wenyu, asi hamusvike imi pachenyu. Munobvunzawo kuti angave munyai wenyu ndiyani. Zvino vakasvika ikoko kuNharira vakanzwa kuti Mai Mashonganyika ndivo vangave munyai.

“Asi vakatanga kuudza ava, Mai Gumbochuma, nemurume wavo. Ndovakatisvitsa ikoko. Ivava VaGumbochuma vakatisvitsa ikoko, vakashanda nevakomana vangu vonoziva munyai; voyenda kuvakuru, kuna babamukuru VaMarufu, the brother vababa vaAmai Mugabe.”

He went on: “Sezvandakuudzai, baba vavo vakashaya quite early. Asi vakavaudza kuti tinoda kuti muzvichengete, mongoti uyu muzukuru andauya naye, Innocent, ndiye ari kuroora. Ndakange ndavakutya kuti achatora mukadzi (laughs).

“. . .Zvakazivikanzwa kuti mwana aroorwa, ndiVaMugabe varoora. Hameno kuti ikoko vakazvitorawo sei. Zvirehwa-rehwa zvakazouya pakati apa neroora, nemuchato. Takachatira kumusha kwaKutama. Amai Bona vakawona muroora wavo zvikandifadza kuti amai shungu dzavaive nadzo dzaapfuura.

“Asi mwana wekutanga ndiye wavakakwanisa kuziva nekuti vanga vasati vachembera uye ndangariro vakange vachinadzo. Mwana wepiri vakamubata pamakumbo asi ndangariro dzakange dzayenda. Ndakava nekufara kuti mai vayenda asi chido chavo changa chazadziswa.”
The First Lady also reminisced and teased President Mugabe about their courtship.

“Taiseka mukomana wedu, mukomana weduRobert Gabriel Mugabe. The person wandakaudza kuti ndine mukomana wangu ndiMai Gumbochuma. VaMugabe vakabva vazviziva futi kuti ndine sister yangu inonzi Rose (Mai Chidhakwa) and vaiti vakayenda kuLondon, vaititengera hembe.
Havana kunge vaziva kuti taive nababa vaitichenesa, saka taivaseka. Vaititengera ‘krimbling’.

Dzauya manje hembe, mudhara ari kuti ano impressa bhebhi, auya ‘nekrimbling’ dzake. Mai Gumbochuma ndovanondireminder nyaya iyoyo. Taingodziisa paside (laughs).”
Amai Mugabe said President Mugabe was generous and allowed her to take care of the extended family.

“Ini ndinochengeta mhuri yekwandakaroorwa uye neyekwangu. Ndinochengeta munhu wese angouya pandiri. Asi ka, unenge uchibvumidzwa nemunhu waunogara naye.

“Thank you very much, President. Dzimwe nguva vanotopopota kuti you are too generous, you overdo it. Ivowo vari generous asi ini ndikaita unowona vaakuti you are over-generous. Vanotodaro.

Vanotobhowawo. Ivo unonzwa vaakuti, ‘Ngatipei nhingi zvakati. Ahh, zvishoma ngatiwedzere.’ So, you see, sometimes people meet for a reason. Munenge muri pasame wave-length.”

Source - Sunday Mail -- How RGM Charmed His Love
Borehole Experts Zimbabwe Are Experts In The Design, Installation, Ongoing Maintenance and Emergency Repair of Borehole Pumps In and Around Zimbabwe.
ProWater Solutions - Borehole Drilling and Solar Systems in Zimbabwe Is An Online Media Resource Specialized In Delivering Borehole News In Zimbabwe.
Gravity Offers Zimbabwe's Widest Range Of Quality Building and Construction Products To Meet All Of Your Building and Construction Needs in Zimbabwe
Freshville Express Are Suppliers Of A Variety Of Fresh Quality Produce with A Comprehensive Product Range and Consistent Service at Competitive Prices.
Solana Windscreens Are Specialist In Autoglass, Windscreens, Rear Glasses, Door Glasses, Vents, Laminates, Crack Treatment, Stone Chip Repairs.
Bradford Pharmacy Is A Leader In The Pharmaceutical Industry In Zimbabwe with A Vast Experience in Health and Beauty Products.
Synergy Brands Is One Of Zimbabwe's Fastest-Growing Energy and Chemicals Solutions Companies. Our Goal Is To Provide Affordable Solutions.
Mutare Boreholes - Borehole Drilling in Mutare Specialises in Borehole Siting, Drilling, Casing and Installation of Solar Pumps in Manicaland Province
Blue Water Systems Is A Boreholes Drilling Company Based In Harare, Zimbabwe. Excellence and Safety Is At Our Core When Borehole Drilling in Zimbabwe.
Think Water Zimbabwe Is Your One-Stop Shop For All Borehole Drilling, Irrigation, Solar Powered Pumping and Water Management Needs in Zimbabwe.
DrillCorp Zimbabwe Offers Borehole Drilling Services and Has Built Reputation As Leaders In Borehole Drilling Services Across All Sectors In Zimbabwe.
Builders Express (Building Materials in Zimbabwe) Provides Top Quality Building Materials Supplies At Competitive Prices and Great Customer Service.
Our website uses cookies to enhance your experience. Learn More
Accept !