Mhamha vanditorera boyfriend yangu

Ndiri musikana ane makore 18 years ndiri kuita form 6 muno mu Chitungwiza. Ndine boyfriend yangu yandinodzidza nayo kuchikoro. Dambudziko rangu hombe ndere baba vanogara kuseri pamba pedu. Ndinoreva kuti vanoroja pamba pedu, kumba yekuseri. Baba ava vane mudzimai wavo nemwana one. Akatanga achiita kunge ma jokes baba ava vachindibvunza kuti ndave kuita zvevakomana ere?

Zuva rekutanga handina kudaira, ndakangoseka ndobva ndavaudza kuti ” baba imi munoda zvinhu”. After one week vakandibvunza futi vachiti vakange vakachangomirira mhinduro. Ndakangovati “nhaimi mukoma Jonah mungati zera rangu rino handisati ndakambonyengwa here?”
Mhamha vanditorera boyfriend yangu
Vakanyemwerera zvandisati ndakamboona vachifara…Ndakavabvunza kuti chiiko chainge chavafadza kudaro? Vakapindura zvavo zvinyoro-nyoro vachingoti zvavo vaizviziva kuti ndainge ndoita zvevakomana nekuti mazamu angu ange akanyatsomira…zviye zvekunge achadambura kana kuboora hembe yangu. Takangoseka tese kunge mapenzi chaiwo. Last month mhamha na daddy vangu vakanga vasipo apawo mudzimai wamukoma Jonah akange aenda kunotenga bhero rehembe kuMozambique. Ndaitongobhohwekanawo zvangu kugara ndega ndobva ndaenda kunotandara zvangu kumba kuseri kwamukoma Jonah.

Hatina kana kutambisa nguva, mukoma Jonah ndokubva vatanga futi nyaya dzavo dzema boyfriends. Vakanditi ndakange ndakamborara nevakomana kangani….Handina kana kumbovanyebera. Ndakavabatisa chokwadi…ndakavaudza kuti handichatomboziva kuti kangani nekuti kakanga kakawanda chaizvo. Ndakanyatsotarisa mukoma Jonah mumaziso mavo ndokubva ndavati “Gore rino muchadzidza zvakawanda nekuti munobvunza too much”….vakaita kupunzika pasi nekuseka. Takagara zvedu tichiona TV kusvika nguva yekurara yave kunokwana….Ndakataurira mukoma Jonah kuti ndakange ndave kunorara, ivo ndokubva vati hazvina kana problem ndaigona hangu kurara mumba mavo. Takarara tese pamubhedha wavo..Pakapera chinguva takarara ndakazonzwa shasha yondibaya-baya nechinhu chayo kumagaro kwangu. Murume mukuru akamboedza kushingirira but ndakanyatsonzwa kuti yakanga yamira zvino…Handina kumbotambisa nguva ndakangoipuruzira-puruzira murume mukuru akaita seachabuda misodzi asina kumborohwa.

Husiku hwese hwakaita kunge uchapera irimo…takakwirana setsuro chaidzo. Kubva that day takange tave kungoti tikangowana chance chete taito damburana chete.Mukadzi wamukoma Jonah anongogara achingofamba famba kuenda Ku Mozambique ne ku Botswana saka tinonyatsorezvana naJonah wangu. Manje dambudziko rakatanga last week..ndakaona mhamha vachibuda mumba mamukoma Jonah. Hapana chandakambofungira …ndakangofunga kuti mhamha pane zvevanga vachida…Saka handina kumbonyanyobatikana nazvo. Nezuro mhamha vakangobuda usiku vachiti varikudzoka…vakanditi ndizomhanya kunovhura gate Daddy kana vauya. Ndakadongorera nepa window ndokubva ndaona mhamha vachipinda mumba mamukoma Jonah ndokubva vadzima ma lights after a few minutes.

Chimukadzi ichocho ndachimaka zvisingaite, chihure chemhunhu chaiko…kutadza kugutsikana na daddy. Kuswero mhanyidzana nemukomana wangu. I wish dai chikafa….ikozvino handisi kutogona nehasha. Handichazive kuti ndoudza daddy ere kuti ndizvo zviri kuita mhamha zvekudanana namukoma Johah, ndibatsireiwo nemazano !
Borehole Experts Zimbabwe Are Experts In The Design, Installation, Ongoing Maintenance and Emergency Repair of Borehole Pumps In and Around Zimbabwe.
ProWater Solutions - Borehole Drilling and Solar Systems in Zimbabwe Is An Online Media Resource Specialized In Delivering Borehole News In Zimbabwe.
Gravity Offers Zimbabwe's Widest Range Of Quality Building and Construction Products To Meet All Of Your Building and Construction Needs in Zimbabwe
Freshville Express Are Suppliers Of A Variety Of Fresh Quality Produce with A Comprehensive Product Range and Consistent Service at Competitive Prices.
Solana Windscreens Are Specialist In Autoglass, Windscreens, Rear Glasses, Door Glasses, Vents, Laminates, Crack Treatment, Stone Chip Repairs.
Bradford Pharmacy Is A Leader In The Pharmaceutical Industry In Zimbabwe with A Vast Experience in Health and Beauty Products.
Synergy Brands Is One Of Zimbabwe's Fastest-Growing Energy and Chemicals Solutions Companies. Our Goal Is To Provide Affordable Solutions.
Mutare Boreholes - Borehole Drilling in Mutare Specialises in Borehole Siting, Drilling, Casing and Installation of Solar Pumps in Manicaland Province
Blue Water Systems Is A Boreholes Drilling Company Based In Harare, Zimbabwe. Excellence and Safety Is At Our Core When Borehole Drilling in Zimbabwe.
Think Water Zimbabwe Is Your One-Stop Shop For All Borehole Drilling, Irrigation, Solar Powered Pumping and Water Management Needs in Zimbabwe.
DrillCorp Zimbabwe Offers Borehole Drilling Services and Has Built Reputation As Leaders In Borehole Drilling Services Across All Sectors In Zimbabwe.
Builders Express (Building Materials in Zimbabwe) Provides Top Quality Building Materials Supplies At Competitive Prices and Great Customer Service.
Our website uses cookies to enhance your experience. Learn More
Accept !